Ndirikufunga nekunaka kweNyika
Iyo ndichasvika kowira
Netsitsi ndichamira naMponesi
Ndichawa nenyeredzi here
CHORUS
Ndichawa nenyeredzi here chiremba
Mumanheru zuva rowira
Ndomuka ndaponeswa tove kumusha
Ndichava nenyeredzi here
Musimba raTenzi ndoda kunamata
Ndiwe semuwani wemweya
Nyeredzi yekupenya, ingawe yangu
Pamusi unotyisa kwazo
Ndichafara kuwona usu hwaJesu
Ndomupa rukudzo narini
Zvichandifadza mumusha wendarama
Kuti ndikawana nyeredzi