SDA Shona Hymn 186

Tenzi taungana
Muno mumba yenyu
Uyanyowo zwotapinda
Mumba yenyu tswene
Iyo mwoyo yedu
Inokuchemera
Nawo mweya wedu uyu
Unokuchemera
Kukudza kwenyu
Baba tinokunzwa
Kuzarurwa inzwi renyu
Nemwi timunzweyi
Mutigadzirire
Isu vanhu venyu
Kana tichifa tidzoke
Muvu iro renyu

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.