Tese taita sehwayi dzapumhuka kure;
Ndingaona senyi nzira yekuva mudanga?
CHORUS
Ndi...rinzira...,Idi...upenyu...
(Ndirinzira, ndirinzira, Ndirinzira Idi upenyu)
Hawu uyi kuna Baba asineni.
Ndiri...rinzira...,Idi...upenyu...
(Ndirinzira, ndirinzura, Ndirinzira Idi upenyu)
Hawu uyi kuna Baba aineni.
Ndatenderedzwa nenhamo Mwari anondinzwa;
Apo wazhinji wochema, Ndoziva senyi idi?
Kuna Kristu nzira nedi, Handicha pumhuki;
Ondi isa kuna Baba; Kumusha wembiri