M’nyika isingaperi,
Mune guta dzwene
Haizombopfuuri
Hakuna usiku
CHORUS
Mwari achapukuta, Masodzi avo vese
Hakuna kutya nerufo, Hakuna usiku
Mazambara ‘nokosha
Muneguta dzvene
Nzira ngedze ndarama
Hakuna usiku
Mazambara Ha’pfigwi
Mune guta dzvene
Nzira ngedze ndarama
Hakuna usiku
Zuva harizopenyi
Mumusha mutsvene
Nyenye ndiyo kupenya
Hakuna usiku