Hakuna zve dima Jes’ owuya; Hakuna zve dima Jes’ owuya
Hakuna zve dima Jes’ owuya, Kuzotora vake’vo.
CHORUS
O tora vake kum’sha, O tora vake kum’sha,
Hakuna zve dima Jes’ owuya Kuzotora vakevo.
Hakuna kusuwa Jes’ owuya; Hakuna kusuwa Jes’ owuya,
Hakuna kusuwa Jes’ owuya; Kuzotora vakevo
Hakuna kuchema Jes’ owuya; Hakuna kuchema Jes’ owuya,
Hakuna kuchema Jes’ owuya; Kuzotora vakevo
Vachaimba rwiyo Jes’ owuya; Dzekuchingamidza Jes’ owuya,
Vachafara pamwe Jes’ owuya Kuzotora vakevo.