Salvation Army Hymn 333

From EveryStormy Wind





1. Kubva kumadutu ose.



Anotisayirira nhamo;



Kune runyararo rwedi,


Pachipfugamo, chengoni


2. Tozodzwa misoro yedu


Namafuta orufaro



Panzvimbo yakanikisa,


Pachipfugamo chengoni.


3. Kune nzvimbo yesangano,


Yomweya wokuwadzana;


Tiri kure, tosangana



Pachipfugamo chengoni.


4. Ipapo ha tichafunga,



Zvenyika ino zvapera;



Denga rotichingamidza,


Pachipfugamo chengoni.








5. Ruoko rushaye basa,



Norurimi runyarare;



Nehana yangu imire,



Ndakanganwa chipfugamo.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.