Negro Spiritual.
Verera, verera
1.
Zvoshamisa kufamba naMwari,
Enda kuna Jesu;
Munzira yakafamba vatsvene;
Verera kumusha ‘ko
Zvoshamisa kumunzwa achiti:
Idandaro panyika .
Usatye, ndinokutungamira!
1. ‘She wondidana,
Nezwi rinotinhira,
Mumhanzi mumweya woti;
Idandaro panyika.
2. ‘She wokatama,
Mutadzi anobvunda,
Mumhanzi mumweya woti;
Idandaro panyika.
3. ‘She wondidana,
Wondidana semheni,
Mumhanzi mumweya woti;
Idandaro panyika.
(MHB)
Afro -American Spiritual
2.
Zvoshamisa kutaura naye,
Kana ndapinda mudutu guru;
Zvoshamisa kunzwa izwi rake,
Wotaura, gwenga rinofara.
3. Zvoshamisa kurumbidza Mwari,
Wodzivirira nem’donzvo wake;
Zvinoshamisa kumurumbidza
Mwoyo wangu unomuimbira.
4. Zvinoshamisa kurwira Mwari,
Kuyamura vanhu vaponiswe:
Zvoshamisa kurwisa vavengi
Nepfumo raKristu, Muponisi.
5. Zvoshamisa kuzogara naye,
Ndayambuka rukova rwokufa;
Zvoshamisa kuonana naye,
Ndave mukundi ndapedza kurwa.
Holy Scriptures