Uyai kum’ponisi zvino,
Shoko rake inzira yedu;
Ari pakati pedu nhasi,
Achiti: uyai
1.
Tichafara pakusangana,
Mwoyo yedu yakacheneswa,
Kana toungana naIshe,
Kumusha kudenga.
Uyai kuna ‘She, inzwa izwi!
Mwoyo wose ngaufarise,
Pachena ngatimusarudze,
Musambononoka.
2.
Fungai zvakare anesu,
Achirayira, mutererei;
Inzwai izwi rake, roti
Uyai kwandiri.
3.
UYAI, VANODA ‘SHE