Twudambudzo twunoshusha,
Twakabva kwandiri,
Muminda nomumakungwa,
Mukati memhepo;
Mukukuma kwezvipfuwo,
Mukuzunzwa kwemiti,
Nomukuimba kweshiri,
Kurira kwenyuchi
1.
Kutya kusina maturo,
Ndinorasa kwose;
Muuswa hunonhuhwira,
Nohuchangochekwa;
Mumbessa nomumaruva,
Anogutsurira,
Pfungwa tsvene dzichazvarwa
Mumunda waMwari.
2.
II