I Know That My Redeemer Lives
Mununuri wakamuka,
Izvi zvinondifadzisa;
Ndiye wakakunda guva,
Achaponisa nesimba.
1.
Pam’soro peizwi iri,
Ngaatendwe! Ngaatendwe!
Pam’soro peizwi iri,
Ngaatendwe! Ngaatendwe!
Ndokomborerwa norudo,
Zve, anondiregerera;
Anobisa kwose kutya,
Misodzi anopisika.
2.
Iye ndiye hama yangu,
Anondida nguva dzose,
Wondigadzirira nzvimbo,
Wondigadzirira uko.
3.
Zita rake ngarikudzwe
‘She, Jesu, haapinduke;
Ini ndofara kuziva
Kuti Kristu wakamuka.
4.
NDOSHANDIRA M’PONISI