Salvation Army Hymn 230

1. ’She Jesu, ndinoda kuramiswa,

1.
Tora nguva kuti uve mutsvene,
Ndinoda kuti mugare mandiri’


Ugare maari, taura naye;
Bisai zvivi zvose,mukunde mhandu;


Uve shamwari yevana vaMwari,
Mundishambidze, ndichene sechando
Utsvakewo makomborero ake.


Ngandichene, ndichene sechando,


Mundishambidze,ndichene sechando.







2. ’She Jesu, zvose zvisingafanire,

Neropa renyu ngazvitsveniswe;
Ndinosiya zvose ndicheniswewo;
Mundishambidze, ndichene sechando









3. ’She Jesu, ndomira ndichishirira,

Mukati mangu sikai mwoyo mutsva;
Kune vanotsvaka hamurambe, sva!

Mundishambidze, ndichene sechando.







4. Rutendo runondipa ropafadzo,

Mweya wangu chimurumbidza Ishe;
Kuteura kwangu kune mhinduro,

Ropa rinondichenesa sechando.



2.
Tora nguva ona nyika yopfuura,


Iva muchivande naJesu woga;

Ukamutarisa wova saiye,

Mauri shamwari dzoona Ishe.
3.
Tora nguva kuti utungamirwe,

Usamupindire pamberi pake;

Murufaro nenhamo tevera ’She,


Usazozvinonotse, famba naJesu

4. Tora nguva kuti uzvidekadze;

Kufunga nezvido zvitongwe naye;

Utungamirwe noMweya worudo,

Uchagadzirirwa basa kudenga.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.