Salvation Army Hymn 87

O Joyful Sound, O Glorious Hour
Izwi rinofadza nyika,
Rinoti: Kristu wamuka,
Wakabva muguva!
Imbai mumurumbidze,
Iye wakakunda kufa,
Nokutiponisa.
1.
Aripo, anesu,
Mununuri achiripo.
Wakamuka muvakafa,
Kuti ave Tenzi wedu,
Kutipa upenyu;
Kunyange vatsvene vofa,
Vokunda pamwe naIye,
Ishe, Mambo wavo.
2.
Zvino, hatingatye guva,
Nokuti wakatifira,
Achatimutsa;
Kunyange miviri yofa,
Yomutswa nesimba raShe,
Woivaka patsva.
3.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.