Salvation Army Hymn 283

Lead, Kindly Light







1. Tungamirai murima renyika


Tungamirai !




Ndiri kure kure nokumusha,


Tungamirai !




Ndisimbisei, handidi kuona


Zviri mberi : asi nhamo chete.



2. Ndinonyengetera bedzi k uti,


Tungamirai !




Ndaita kuda kwangu, zvino


Tungamirai!




Ndaida zvinhu zvose zvenyika,
Ndaizvida : chindikanganwirai.


3. Nesimba renyu ndakomborerwa;

Tungamirai !




Pamatombo nedutu, usiku

Hupfuure;



Mangwanani ndigam’chirwe ini
Nezviso zvavo, vadiwa vangu.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.