Return, O Wanderer
Chidzoka, iwe mufambi,
Tsvaka Baba wako;
Zvido zvitsvawo mauri
Naye zvaiswamo.
1.
Wakafanira kumuda, Ishe
(katatu)
Zvimwe haungaende kudenga.
Anonzwa kuchema kwako,
Mufambi chidzoka;
Woona misodzi yako,
Kana uri woga.
2.
Chodzoka iwe mufambi,
Ishe wodaidza;
Uya kuM’chinjikwa wake,
Wokuregerera.
3.
William Bengo Collyer