Salvation Army Hymn 374

1. Pakudoka kwaro zuva,

Varwere vakaungana


Vakauya vachirwadzwa

Vakaenda vachifara.
2. Nesu wozve, richidoka,

Tinonetswa nezvirwere;


Kunyange tikasaona

Asi muripo, toziva.

2. Akabvunda ari mberi kwake



3. O Kristu, ‘She, bisai nhamo !

Mberi kwaShe, Jesu




Kuvarwere va nosuwa;
Akanzwa simba roMuponisi,



Kune vasakambokudai;
Akabva apona.




Vamwe rudo rwakatiza.


3. Akati : mwana chifara zvako,


4. O Kristu, ‘She, muri munhu,

Waponiswa zvino ;


Makayedzwa, mukashushwa;

Runyararo runokunda zvose


Muchitarisa, moona
Rwakamusvikira.


Maronda atinovanza.










5. Kubata kwenyu, isimba;

Izwi renyu harikundwe;
Tinzwirei zvino pamadeko,

Netsitsi, mutiporese.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.