Salvation Army Hymn 362

TOKUTAMBIRAI M’PONISI




1. Tokumbira M’ponisi,


Zvikomborero zvenyu,

Ngazviiswe pavari

Zvino, vari kutsvitsa;

Ukama hwavo huve


Pamwe chete nemi, ‘She

2. Jesu, makaonekwa

Pamuchato paKana;

Sanganai nesuwo

Patsvitsa inorudo,

Tipei rufaro rwenyu,

Norunyararo rwenyu.



3.
Natsai vaviri ava,


Vanoukama hutsva,

Misi yavachapiwa
Ive rwendo kudenga,
Kwavachaona idi,
Noupenyu hwaMwari.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.