Ndofamba naJesu ari mumwoyo (x2)
Ari mumwoyo. (x4)
Zvivi zvomwoyo wangu zvakarashiwa.
Jesu wakamuka, Hareruya.
Jesu wakakunda rufu nokuda
kwangu.
Akazotuma Mweya Mutsvene.
NoMweya Mutsvene ndinokunda.
Ngatifambe naye Mweya Mutsvene.
Ngatishingaire kubatira ISHE.