Ndini chibwiza.....na,
Pana SHE ndofa.....ra,
Wandimbundiki.....ra;
Ndini cha.....ke!
Jesu unondi.....da,
Unondichene.....sa,
Unondichenge.....ta;
Ndini cha.....ke!
Unosindiri.....sa,
Unondifambi.....sa,
Nokundisimbi.....sa!
Ndini cha.....ke!
Unondifambi.....sa,
Ndiye wondifa.....dza,
Tinosingoda.....na;
Ndini cha.....ke!