Makandiponesa,
Ndichamira SHE;
Mukandibatisa,
Ndichamira SHE.
Somuti panofamba mvura mhenyu,
Ndichamira SHE
KOROSI
Ndichamira, ndichamira SHE;
Ndichamira, ndichamira SHE.
Somuti panofamba mvura mhenyu,
Ndichamira SHE.
Ndirwo rudo rwenyu,
Runomisa SHE,
Simba renyu guru,
Rinomisa SHE
Somuti panofamba mvura mhenyu,
Ndichamira SHE.