Jesu unondi....da,
Shoko rake nda.....nzwa;
Vana unova.....da,
Simba unova.....pa.
KOROSI
Jesu wandida!
Jesu wandida!
Jesu wandida!
Ishoko randanzwa!
Jesu unondi......da!
Ndiwakandifi.....ra;
Akagadziri.....ra
Pandichandokwi.....ra.
Jesu unondi.....da,
Uri pedo ne.....ni;
Kana ndobva pa.....no
Ndondogara na.....ye.