RCZ Hymn 120

Jesu, SHE wangu,
Mundichengetei;
Panomufaro,
Nyange pashungu,
Mundiponese, SHE Jesu,
SHE Jesu!

Jesu, ndirwirei,
Ndisamboisva.
Ndisarashika,
Mundifambise.
Mundiponese, SHE Jesu,
SHE Jesu!

Jesu! murufu
Mundibatise;
Musha wedenga
Mundisvikise; Mundiponese,
SHE Jesu,
SHE Jesu!

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.