RCZ Hymn 168

Jesu, achisi.....ya
Bambo vokude.....nga,
Ha’ti akamhu.....ra,
Vana sainiwo.

Pose pa’kafa.....mba
Vakamuvangi.....ra,
Vachiisa va.....na,
Vana sainiwo.

Wakavafari.....ra,
Ha’na kuvadzi.....nga;
Wakafungati.....ra,
Vana sainiwo.

Ndiwakavafi.....ra,
Kuzovachenge.....ta;
Vose unorwi.....ra,
Vana sainiwo.

Vana vanodisa
Kumunamati.....ra,
Vachimushumi.....ra,
Vana sainiwo.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.