Chizorora, mweya wangu;
Bambo vako ndi.....SHE,
Zvose ungazvishandura,
Ha’shanduki i.....ye.
Vanhu vose vanoshuva,
Rugare hava.....na,
Vachifunga zvinouya,
Vachida zvae.....nda
Chizorora, mweya wangu;
Tenda zvawapi.....wa;
Ona, zvose zvinopera;
Shuva iye o.....ga!