Methodist Shona Hymn 52

wokusuwa! wakanzi,
Iye Mwana waMwari;
Wakavada vatadzi;
Hareruya! Muponisi!

Vanhu vakamuseka,
Wakatongerwa kufa
Panzvimbo yangu ini;
Hareruya! Muponisi!

Isu tiri vatadzi,
Asi iye Mutsvene;
Angatiyananise;
Hareruya! Muponisi!

Wasimutsirwa kufa;
Wakakuwa: “zvapera!”
Wakagadzwa kudenga;
Hareruya! Muponisi!

Kana Ishe ouya,
Kuti azotitora,
Tichaimba zvakare,
Hareruya! Muponisi

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.