Tinouya baba wedu Lyrics – Methodist Shona Hymn 224

Tinouya baba wedu
Nezvipo zvedu zvorudo,
Tichivonga kuna Ishe
wakatipa zvinhu zvose.

Ngazvishambidzwe zvikuru
Vamwe vagokuzivai
Namasimba edu ose
Aitiswe basa nemi.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *