Holy Ten
Chingo taura zvinokunetsa
Taura zvinokunetsa
Uri wemudanga ndinokuketa
Kana zvadhakwa ndinokujega
Taura zvinokunetsa, Wangu
Iwe chingo taura zvinokunetsa
Kana vanetsa ingo ndibeepa
Vanondiziva, vacha dzidzira
Kuti respect tinotoi needa
Respect tinotoineeda
Iwe chingotaura zvinokunetsa
Iwe chingotaura zvinokunetsa
Taura zvinoku netsa
Taura nyaya uchipedza (ga)
Wangu kana pano pacho pane maone
Taura nyaya uchindishedza
Whether maKedha,
whether mablacks, mavhet, ini ndofenza
Whether pajecha,
Whether ma ex magetsi ini ndotenga
Ndiudze maenemies ako (ese)
Wosava energy yako
Ndiani ane chikwereti chako
Taura uri ikoko kuma terrace zvako
Toto dzifambira nyaya
Toto dzikabira gaya
Haungambo bate kashaya
Sahwira havaite displace, tiri pabase
Chiiko chanetsa, ukunzwa nzara
Une business plan refarming, ukuda bhara
Ukuda chiiko? UkuMandara,
Renti yakwira. Pane akutsara
Ukuda kuchinja program, yauku studha.
Ukuda titaure namudhara
Usafire mukati, usafire mukati
Usafire mukati
Chingo taura zvinokunetsa
Taura zvinokunetsa
Uri wemudanga ndinokuketa
Kana zvadhakwa ndinokujega
Taura zvinokunetsa, Wangu
Iwe chingo taura zvinokunetsa
Kana vanetsa ingo ndibeepa
Vanondiziva, vacha dzidzira
Kuti respect tinotoi needa
Respect tinotoineeda
Iwe chingotaura zvinokunetsa
Iwe chingotaura zvinokunetsa
song Details
A reflective track off the album “Risky Life” by Holy Ten.
In this track Holy encourages us to talk about our mental problems instead of holding things in. This is deep meditation on depression and mental health is a definite go to during trying times.
As of 16 April 2021 we haven’t come across the track (or full album) on on the official YouTube or major streaming platforms. We’ll post the links as soon as we do!