Hanging Nevasikana Lyrics

By Holy Ten

They wanna know
Where I've been and what I've done
Tell them I've been hanging nevasikana
Because ndovakeepa safe
From being property yablesser
Ndozvandozviudza bro
Til' I'm telling Sean kuti hunza muphone
Til' I'm telling Sean kuti hunza four
Ndine zicollection remawoman akaungana
They don't really mind kusanganiswa
But recently pane two vaka tukana
Pane two vaka bukana
Panga pane macider
Pane vaiti hatisi kumada
Panga pane vaida wine
Pane vaindipa sign
Kuita kunditsoma kunditsonya vachida time
Quickly gave in two minutes ndamukati
Umwe wacho akuti aiwa zve haunga dye
Wega macelebs
Ukaona musikana akabata glazi
Wangu chenjera unogona kuzochekwa

(Long story short)
I'm never hanging nevasikana
I'm never ever hanging nevasikana
Handidi! Hanging nevasikana
Handidi! Vakutsvaga mbiri
They only act nice kana vakutsvaga mbiri
Asi ndikango pera vachandiita yekwa Peter kuna Jesu
Ndonzwa vakuramba ndini
Manje ndakufamba nemabouncer magauswa [sic]
Vakangokufenza walaucha wanyaudzwa [sic]
Vakangokudedza wakaura
Ndashaura pabhawa repajongwe, zvazvihombe
Havazvigone, izvi havazvigone
Itai muchi heta dzimwe shiri dzama pfura, makura
Aiwa itai uzadze matura

I'm never hanging nevasikana
Cause they always changing zvanda planna
And they always asking why ndakatsamwa
Whether ndisober ndiri dhops ndakanamwa, I swear!

I'm never ever hanging nevasikana
I'm never ever hanging nevasikana. Handidi!
Hanging nevasikana. Handidi!

song Details

Another banger from Holy Ten, Leader of The Youth and Speaker of Truth (and deleter of the proof.)

As of 16 April Holy Ten’s debut album, “Risky Life” is yet to be released on streaming platforms. We’re keeping close watch for the official YouTube and streaming links.