Wakatuka Amai Lyrics

By Holy Ten

Ndikutsvaga maTen, ndikutsvaga matwenty
Ndikuda kubhadhara rent
ndikuda kuroora mukadzi mboma
Asi ndikuda kutanga ndasenza
Ndikuda kutanga ndafenza
Ndikuda kuparka mabenz
Ndikuda kurova ex wangu Gamu ziflex rinenge shamu
Ndomuka natwo, ndoronga mamoves
Siya missed call, phone handisi kunzwa
No handisi kumba
It's either ndokupasa wrong number or tell you no handisi kuda
Ndini that type yekusvika paparty yatanga masikati ndakabata Baccardi
But no, handisi kunwa
Might end up calling ana Gamu,
And ayewa, idzodzo hadzisi pfungwa

Waka tuka amai, waka tuka amai
Waka tuka amai, waka tuka amai
Waka tuka amai, waka tuka amai
Waka tuka amai

Ndikutsvaga maRands, ndikutsvaga maPula
I was talking namoms and she ended up saying
That munenge makura
Cause ndaka dhingura graph
I was so drunk ndakapindura rough
I walked in ndakarembera face, ndakaremera zesa
Ndanga ndakabaka, guka
Ndanga ndaka namwa super,
Vakanditi sei kuchikoro usingade
Vakanditi sei uchi swera uri panze
Vakanditi bvisa mashades ndimboona maziso
Sei kuswera uine mbanje
Ndikavati life ain't easy, imi this ain't 1960, imi!
Iwe hazvina kupera hazvo bho
Havana kufara havo moms
Ah, ndakamwa Strettons
Ndakarova six shots ndichida kudhakwa nema seconds
Ndaka darikira, ndaka darikira
Ndokubatirira, pamadziro vakabatikira
Ndikavati taurai tinzwe
Hamuna fees, hamundirambidze kusaswera paden cause hapanakidze
Pakurai tidye

Wakatuka amai, wakatuka amai
Wakatuka amai wakatuka amai
Wakatuka amai wakatuka amai
Wakatuka amai

Kune mhepo dziri kunze uko
Dzinoda anodzi vhika
Iwewe haumbo zviziva
Nekuti munyengetero yavo amai
Inogara yangotozvidzivirira
So iwewe haumbozviziva
Unoti kungwara kwako
Unoti kusara kwavo
Pavanokuudza kumhunga kusina ipwa
Hurudza isina imba
Type yemunhu anoshanda
Asichinobuda ipapo hapana
Buda ini ndagwadama
Chenjera kubuda ini ndagwadama
Ingoti sorry, chingozvidzora

Kana wakatuka amai
Kana wakatuka amai

Wakatuka amai wakatuka amai
Wakatuka amai wakatuka amai
Wakatuka amai wakatuka amai
Wakatuka amai...

Wakatuka amai wakatuka amai
Wakatuka amai wakatuka amai
Wakatuka amai wakatuka amai
Wakatuka amai...

song Details