Ngwendeza (A Tribute to Soul Jah Love) Lyrics

By Bounty Lisa

Matisiyira ronda pakati pemoyo
Mhofu yemukono tanga tisati taguta
Kunzwa muchiti uno ready
Mati chosara nani chibaby chadaddy

Dzobaya ndangariro (ja)
Asi tichangochema netariro, batai batai baba
Mafudhan'a ngoma vakabata
Kwete kudzana dzana

Nhasi tangosara tichingoti

Pawakati batai mwana uyo mi se
Ghetto rakadaira ahuite ahuite chibaa
Hagamgaga vakuru vandi
Ngwe ngwendeza

Pawakati batai mwana uyo mi se
Ghetto rakadaira ahuite ahuite chibaa
Hagamgaga vakuru vandi
Ngwe ngwendeza

Mmm chibaba ndogaya tichitamba
Kunge tiri kufamba tichitamba, tichitamba tichifamba
kuita kungwendeza, huchazezesa
Vachidisser uchiseka
hu hwa hwa

Zvainaka zvichidhura zvhidhaka
Ngoma dzacho bonza racho zvese zvaka baka
Bounty Lisa sha kekutanga yaka locka
Chimhamha vasiya radhomoka

Pawakati batai mwana uyo mi se
Ghetto rakadaira ahuite ahuite chibaa
Hagamgaga vakuru vandi
Ngwe ngwendeza

Pawakati batai mwana uyo mi se
Ghetto rakadaira ahuite ahuite chibaa
Hagamgaga vakuru vandi
Ngwe ngwendeza

Matisiyira ronda pakati pemoyo
Mhofu yemukono tanga tisati taguta
Kunzwa muchiti uno ready
Mati chosara nani chibaby chadaddy

Dzobaya ndangariro (ja)
Asi tichangochema netariro, batai batai baba
Mafudhan'a ngoma vakabata
Kwete kudzana dzana

Nhasi tangosara tichingoti

Pawakati batai mwana uyo mi se
Ghetto rakadaira ahuite ahuite chibaa
Hagamgaga vakuru vandi
Ngwe ngwendeza

Pawakati batai mwana uyo mi se
Ghetto rakadaira ahuite ahuite chibaa
Hagamgaga vakuru vandi
Ngwe ngwendeza

[ Big up Passion Java
Boss Lashan
Nit Fish Ye!
Stewart Nyamayaro one to dem big up
MC Taliban, you see me, A boom!
You see me one to dem.
Ngwendeza!]

song Details