Ndaisamboda Lyrics

By Killer T

Ndiudzewo uine zvawakaronga
Kana uine zvawakaronga
Ndiudzewo uine zvawakaronga
Kana uine zvawakaronga

Kubvira zuva rawakaenda
Ndiro zuva ratakapesaniswa
Ndovimba Mwari achatisanganisa
Mudiwa wangu ndichizvininipisa
Ruregerero ndakumbira
Ndoita kuchema zvine maungira
Ndashaya kana chekutaura
Ndashaya kana pekutangira

Ndaisada here kukurwadzisa mudiwa wangu we (ndaisamboda)

Kutadzirana kuno wanikwa mudiwa iwe
Mudiwa ndakumbira
Usafunge ndiri kukunypera woye wo
Andichafe ndaka zvipamhidza woye wo
Ndo zviziva ndakatadza
Asi chindipawo nguva ndimbo kunyaradzawo
Moyo wabaikana
Kufunga zvese zvatai ita

Ndaisada here kukurwadzisa mudiwa wangu we (ndaisamboda)
Ndaisada here kukurwadzisa mudiwa wangu we (ndaisamboda)
Ndaisada here kukurwadzisa mudiwa wangu we (ndaisamboda)
Ndaisada here kukurwadzisa mudiwa wangu we (ndaisamboda)

Zororo, zororo, mupfungwa mangu makudawo zororo
Dzoka mudiwa tivake musha
Kuona uchi chema ini handichamboda
Kwandabva newe kure kure iwe
Ndichiti ngati pinde mumambure
Tisadzoke kumashure iwe
Zvakaitika kare ngazvi pfure

Ndaisada here kukurwadzisa mudiwa wangu we (ndaisamboda)
Ndaisada here kukurwadzisa mudiwa wangu we (ndaisamboda)
Ndaisada here kukurwadzisa mudiwa wangu we (ndaisamboda)
Ndaisada here kukurwadzisa mudiwa wangu we (ndaisamboda)

Kubvira zuva rawakaenda
Ndiro zuva ratakapesaniswa
Ndovimba Mwari achatisanganisa
Mudiwa wangu ndichizvininipisa
Ruregerero ndakumbira
Ndoita kuchema zvine maungira
Ndashaya kana chekutaura
Ndashaya kana pekutangira

Ndaisada here kukurwadzisa mudiwa wangu we (ndaisamboda)
Ndaisada here kukurwadzisa mudiwa wangu we (ndaisamboda)
Ndaisada here kukurwadzisa mudiwa wangu we (ndaisamboda)
Ndaisada here kukurwadzisa mudiwa wangu we (ndaisamboda)
Ndaisada here kukurwadzisa mudiwa wangu we (ndaisamboda)
Ndaisada here kukurwadzisa mudiwa wangu we

song Details