Kuchemedza Mwanasikana Lyrics
By
Mapfudzi angu inhete handinga rovi
Kunyangwe muka ndituka ndichango chema
Muri kuchemedza mwanasikana wo
Kuti ango gara achichema
Arikuda rudo, ayewa rudo ndirwo rwaanoda
Muri kuchemedza mwanasikana wo
Kuti ango gara achichema
Arikuda rudo, ayewa rudo ndirwo rwa anoda
Mashoko amunomuudza ano mugara moyo
Mazwi enyu ihombe pachimoyo
Maka mutakudza mutoro uri musoro
Hamuna tsitsi nerudo kana moyo munyoro
Hamuna hanya navo, havana vekuchemra
Zuva nezuva misodzi ino yerera
Vamwe dzakango siyiwa dzingori nherera
Hadzina chekubata, hadzina wekuchemera
Muri kuchemedza mwanasikana wo
Kuti ango gara achichema
Arikuda rudo, ayewa rudo ndirwo rwaanoda
Muri kuchemedza mwanasikana wo
Kuti ango gara achichema
Arikuda rudo, ayewa rudo ndirwo rwa anoda
Azokundikana ka wo munhukadzi uyu
Ari kushaya wekuchemera
Hapana kana ano munzwisisa
Nguva yababa akango mirira
Pamba pacho hapagarike woye
Akuzotsvaga anomuroora
Kuvaka musha kuto kumhanyira
Nekuti kwaarikubva arikumhanyiswa
Muri kuchemedza mwanasikana wo
Kuti ango gara achichema
Arikuda rudo, ayewa rudo ndirwo rwaanoda
Muri kuchemedza mwanasikana wo
Kuti ango gara achichema
Arikuda rudo, ayewa rudo ndirwo rwa anoda
Mashoko amunomuudza ano mugara moyo
Mazwi enyu ihombe pachimoyo
Maka mutakudza mutoro uri musoro
Hamuna tsitsi nerudo kana moyo munyoro
Hamuna hanya navo, havana vekuchemra
Zuva nezuva misodzi ino yerera
Vamwe dzakango siyiwa dzingori nherera
Hadzina chekubata, hadzina wekuchemera
Muri kuchemedza mwanasikana wo
Kuti ango gara achichema
Arikuda rudo, ayewa rudo ndirwo rwaanoda
Muri kuchemedza mwanasikana wo
Kuti ango gara achichema
Arikuda rudo, ayewa rudo ndirwo rwa anoda