She wakatifira,
(tifira,)
She wakatifira,
(tifira, tifira,)
She wakafa pam’chinjikwa,
She wakatifira.
She wakavigwa 'ko,
(vigwa ’ko,)
She wakavigwa ’ko,
(vigwa ’ko, vigwa ’ko,)
Wakabviswa pam’chinjikwa,
She wakavigwa ’ko.
She wakamuka zve,
(muka zve,)
She wakamuka zve,
(muka zve, muka zve,)
Apinde mumwoyo medu,
She wakamuka zve.
She achadzoka zve,
(dzoka zve,)
She achadzoka zve,
(dzoka zve, dzoka zve,)
Tiende kudenga naye,
She achadzoka zve.