Baptist Shona Hymn 212

KORASI
Ndofa...... ra zvikuru!
(Ndofara wo)
Ndofa ...... ra zvikuru!
(Ndofara wo)
Ndofa ...... ra zvikuru!
(Ndofara wo)
Makandiponesa! (ponesa neropa)
Neropa makanatsa! (Nesimba)
Nesimba makazadza!
Ndofa ...... ra zvikuru!
(Ndofara wo)
Makandi ...... ponesa!
Saka ndoda ..... Ishe,
(Ndoda) (Ishe)
Ndikurumbidze-i chose, (chose)
Ndizivise, (Ndizivise,) wo vose, (vose,)
Vangaponeswe wo chose,
(chose neropa)
Neropa makana .... tsa! (Nesimba)
Nesimba makazadza!
Ndofa...... ra zvikuru!
(Ndofara wo)
Makandiponesa!

Ndo .... fara chose. (chose)
Nokuti makandifira
Pa .... muchinjikwa, mundipe wo
Rudo kwandiri:
Ndofara nokuti mamuka
Kuvakafa, muponese
Vanhu vose, vanotendeuka,
Vatende kwamuri,

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.