Vamwe vosara; ndoenda ndoga;
___ Pamhidza katatu ___
Handidzoki; handidzoki.
KORASI
Ndasarudza kutevera Jesu;
___ Pamhidza katatu ___
Handidzoki; handidzoki.
Motora zvinhu; ndipeiwo Jesu;
___ Pamhidza katatu ___
Handidzoki; handidzoki.
Ndosiya zvinhu, ndiwone Jesu;
___ Pamhidza katatu ___
Handidzoki; handidzoki.