Baptist Shona Hymn 53

Musandipfuure, Jesu
Inzwai ndochema,
Muchishevedzera vamwe,
Musandipfu're.

KORASI
Ishe, Ishe, inzwai ndochema,
Muchishevedzera vamwe,
Musandipfu’re.

Ngandiwane pamusuwo,
Tsitsi nengoni,
Ndipfugame nokupfava,
Ndiri mutendi.

Ndichitenda simba renyu,
Ndotsvaka Imi,
Rapa mwoyo unorwadza,
Mundiponese.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.