MWARI wakadzika kare;
Wakauya kutifira isu vana.
Wakatambudzika kwazvo---
Baba wakamupa simba----
Simba rokukurira pasi------
Wakafira pasi pese--------
Wakagara nechiremedzo--
Wakagara nounherera----
Waifara namai wake-----
Ngatitende kunaMwari Baba-
Ngatimunamate ngekufara----