Salvation Army Hymn 394

1. Ndizvo here munoda

Chipo kwandiri, She?

Ndiudzeiwo kuda kwenyu.

Ndakomborerwa, ini.


Handina zvizhinji, Ishe


Kupa pamusana penyu,



Handina zvizhinji, Ishe,


Asi, ‘She, ndezvenyu.





2. Munoda kwandiri here
Chipo chandingape?
Zvandinazvo ndinokupai
Vamwe vakomborerwa.
3. Munoda kwandiri here

Nguva yangu yose?








Nguva yangu ndinokupai
3. Mwari wakativimbisa



Nekuti ndeyenyu.
Kuti toriritirwa,
Tikapa ruvimbo rwedu



Nokutenda kwaari.




Unganidzai zvikohwo,


Mumupe sechipiro;



Dzorerai nokutenda,
Muchawedzerwa naShe.




4. Munoda kwandiri here
Mwoyo wechokwadi?
Ndowenyu, nokuti imi
Makandirwadzirwa.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.