1. Muponisiachitungamira
Ndakachengetedzwa kuna zvose;
Mudutu rehasha wandivanza
Mumaoko aMwari
Mumaoko aMwari
Mumaoko aMwari,
Handizotyi ndakachengetedzwa,
Mumaoko aMwari.
2. Mumaoko ake ondibata,
Izwi rake richandinyaradza
Ndochengetwa, Ishe wondibata
Mumaoko aMwari.
3. Wondichengeta, haandisiye
Murudo rwake handindabviswe;
Wondichengeta munazvose;
Mumaoko aMwari.
(CLH)
E.S Lorenz (Music arr.)