Salvation Army Hymn 242

Within My Heart












1. Matakura zvivi, Jesu,
Zvisi zvivi zvenyu;


1.
Zadzisai mumwoyo mangu
Makaripa mhosva, Jesu,

Kurwadzwa nokufa kwenyu;
Isi mhosva yenyu.


Vakashambidzwa neropa,






Vazive ndimi mutongi.
2. Muri munhu anorudo,
Asakambotadza;


Raparara ropa renyu,


Imi,makanaka.








3. Kudarika kwedu kose,
Kwakave kwamuri;


Nezvitadzo zvedu zvose,

Zvakave kwamuri.








4. Kuripo kuregerwa,
Nezvirwadzo zvenyu;

Pakuipa toshambidzwa
Nero ropa renyu.














2. Ndoona uso hwenyu, ’She,
Hwakakuvadzirwa ini;
Ndoshama nengoni dzenyu,
Ndokudai nomwoyo wose.
3.
M’ponisi neropa renyu,
Nyika haindiyevedze;
Kurwadzwa kwomwoyo wenyu
Ngandikugovane nemi.
4.
Pa’Mchinjikwa manunura
Mweya wangu kubva m’zvivi
Pedyo nawo ndichagara,
Ndikudanirei vatadzi.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.