Salvation Army Hymn 202

(PHB)
Ancient Irish,tr. Mary Byrne
Versified by Eleanor Hull












1. Jesu Muponisi, mandiponisa,
Makandinunura kuzvakaipa,
Ndokushandirai mazuva ose,
Nokukunamatai, Ishe wavose.




Ndinopira mwoyo

Kwamuri ’ She wangu

Ndopira upenyu


Kutsvaga vanhu.






2. Ndichatevera ndichizvideredza
Mumatambudziko ndichavimbika
Muchinjikwa wenyu ndoutakura
Kuti ndizopinda nemi kudenga.
3. Muzviedzo zvose, ndichatendeka,


Zvose zvoitika ndichagam’chira;


Kuti ndiyamure vatadzi vose,



Ndipei simba renyu, Mambo wavose.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.