Salvation Army Hymn 86

‘Wokusuwa’ wakanzi,
Iye Mwana waMwari
Wakavada vatadzi
Hareruya! Muponisi!
1.
Wasekwa nokutongwa,
Wakaparadza Ropa,
Iro randinunura;
Hareruya! Muponisi!
2.
Tiri vatadzi chose,
Asi iye Mutsvene;
Angatidzikinure;
Hareruya! Muponisi!
3.
Wakasimudzwa wofa,
Wakachema: Zvapera!
Agerewo kudenga
Hareruya! Muponisi!
4.

Pakuuya kwake’She,
Kuti titorwe naye,
Tichaimba zvakare:
Hareruya! Muponisi!
5.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.