Salvation Army Hymn 76

Maiwe! M’ponisi wangu,
Wandifira here?
Wakazvipa Ishe wangu,
Kuti ndiponeswe?
1.
Muponisi ndiyamurei,
Kuti ndivimbike;
Napakutonga kwenyu
‘She, mundirangarire.

Nom’towo wemhosva yangu
Warwadzwa pamuti;
Ingoni netsitsi huru,
Norudo kwandiri.
2.
Zuva ravanzwa nerima.
Rashaya kupenya,
ZvaKristu wakavafira
Vanhu vanotadza.
3.
Jesu, handingairipe
Mhosva yandinayo!
Zvino, ndinozvipira ;She,
Kwamuri, kudaro.
4.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.