Baba ndouya kwamuri; Hakuna umwezwe!
Kuti mandisiya ndeda; O ndinoendepi.
CHORUS
Ndodaira iye zvino, Jesu wandifira,
Ropa Rake raparara, kuchenesa ini.
Mwana wenyu ndom’daira, ndinzwe simba renyu,
Zvidiso zvangu zvazadzwa, mune ino nguva.
Muvambi verudairo, Ndotarisa imwi,
Ndogashira chipo chenyu; Ndiponeswe nacho.