Anglican Shona Hymn 35

Nhungamiri. JESU Kristu Jesu Kristu, wakaberekwa
Vanhu. Wakabarwa
N.TinofaraV.Areruya – wakabarwa


N. Ona vafudzi ona vafudzi, vari kurara V. Wakabarwa
N.TinofaraV. Areruya – Wakabarwa.


N. Ona ngerosi ona ngerosi, dzakaonekwa V. Wakabarwa,
N.TinofaraV. Areruya – Wakabarwa.


N.Runyararo runyararo, ngaruve pasi.V.Wakabarwa.
N.TinofaraV. Areruya – Wakabarwa.


N.Vakaenda vakaenda kundomuonaV.Wakabarwa.
N,TinofaraV.Areruya – Wakabarwa.


N.Vakaona vakaona, Mai noMwana V.Wakabarwa,
N.TinofaraV.Areruya – wakabarwa.


N.Vakapfugama vakapfugama, kumunamataV. Wakabarwa
N.TinofaraV. Areruya – wakabarwa.


N.Ngatiungane ngatiungane, tinamatewo V.
Wakabarwa,
N.TinofaraV. Areruya – Wakaberekwa.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.