United Methodist Shona Hymn 312

Jesu wakaita tsitsi nekufira tese
Wakamuka zvemukufa kuti tiponeswe

Navo vanhu vake vese vakafira isu,
Mutirongo nekurohwa, isi mhosva yavo.

Zvino ngatigadzirire kufirawo hama
Sezvo ivo vakaita, ngatiedze tese.

Kuti tichidaro nhasi, tichifira hama;
Sezvo ivo vakatanga, tichafadza Mwari.

Zvino ivo vari pamwe naye Jesu Kristu
Vakapedza basa ravo, paupenyu pasi.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.