United Methodist Shona Hymn 216

Iwe isawore mwoyo
'She wokuchengeta
Gara mumapapiro zvino
'She wokuchengeta

CHORUS:
'She wokuchengeta
Misi yese okwanisa
Achakuchengeta
Uchachengetwa na'She

Mazuva okunetswa pano
'She wokuchengeta
Kana nhamo dzavapo
'She wokuchengeta.

Chese chaunoda anopa
She wokuchengeta
Kumbira uchapiwa (zvese)
She wokuchengeta

Igova miyedzo ipi
She wokuchengeta
Tarisa kuna Jesu zvino
She wokuchengeta.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.