Hozana Hozana Hozana mwana waMwari
Wopinda muJerusarema musha waMwari
Hozana Hozana Hozana mwana waMwari
Machira akawaridzwa
Kupangidza rukudzo.
Hosana Hosana Hosana mwana waMwari.
Michindwi yakawaridzwa
Kupangidzwa rukudzo.
Hosana Hosana Hosana mwana waMwari.
Vamwe Vanhu:
Ha… Huyai muone, Ha…. Jesu ari kupfuura.