ZUVA ROMWEYA WANGU, ‘SHE
1. Tibatsirei, Ishe, kuti
1. Zuva romweya wangu, ‘She,
Tigobatsirana;
Rima rinobiswa nemi;
Mumwe abatsire mumwe,
Rirege kubuda gore
Amunzwire mutsa.
Rinokuvanzai Ishe.
2. Tibatsirei tivakane,
2. Kana nehope ndabatwa,
Muzvishoma zvedu;
Meso achidzimaidzwa,
Norutendo netariro,
Pamagumo ngandifunge;
Zviwande norudo.
Ndonyatsozorora naShe.
3. Tikwire muzvinhu zvose,
Muve m’soro wedu;
Mutisunungure tive
Vasina mavara.
3. Garai neni zuva rose,
Handipone ndoga chete;
Husiku mundichengete;
Ndichinemi handingafe.
4. Kana kuno mwana wenyu,
Wakaramba izwi renyu
Ishe shandai maari,
Kuti agosiya zvivi.
5. Varombo navo varwere,
Ngavaropa fadzwe nemi;
Ngavarare vaFirwawo,
Somwana asina nhamo.
6. Ivai nesu tapepuka
Tisati tabata basa;
Tigare murudo rwenyu,
Dakara tisvike kwenyu.