I Would Be Thy Holy Temple
1.
Ngandive temberi yenyu
Tsvene, yamunogara,
Hapana zvondinyangadza
Sezva munondigadza.
Torai up enyu,
She ndozvideredza
Ndichizvipira kwamuri
Gam’chirai diramhamba
2. Ngandipupure nemi, ’She,
Ndikuteverei chose;
Ndichiita zvivimbiso,
Ndinokupirai zvose
3. Nguva, zviponoutano,
Zvose zvichave zvenyu;
Mwoyo, chido, ndangariro,
Ndozvipira, ndezvenyu.
4.
Ndipei mwoyo womutsa,
Unotongwa norudo;
Kuti ndiuyise vamwe,
Pfuma yenyu vazive.
Brindley Boon