Salvation Army Hymn 206

2. Anoda mwoyo uchene

Kubva manyangadzo ose;

Anokumbirazve chido,


Chorudo runoterera.


3. Anoda ndimushandire;

Mumabasa anokosha,

Anoda tsoka dzifambe

Nesimba mazuva ose







4. Anoda miromo kuti

Itaure zvakachena;


Ndangariro, pfungwa, zvose,

Zvimufadze, Ishe wangu.






5. Anoda uduku hwangu,

Nokuvavarira idi;
Nezvandigona zvose

Izvo zvingamushandire.


6. Ishe,kwamuri ndouya,

Ndofara kukushandirai;

Mondipa zvandichaita;

Ndokupai upenyu hwangu.





Called From Above I Rise



1. Ndiri kudaidzwa

Kuti nditsveniswe;


Patsime pandinoenda


Ndingashambidzike.

Hymn Details

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *

This site uses Akismet to reduce spam. Learn how your comment data is processed.